1
Jobhu 11:18
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Uchava nechivimbo nokuti unenge une chitarisiro, unenge wakanyatsodzika midzi wonyatsozorora wakagadzana mwoyo.
Compare
Explore Jobhu 11:18
2
Jobhu 11:13-15
“Dai kuri kuti unogadziridza hana yako ugosimudzira maoko ako kwaari, dai ukakanda pasi kure uipi hwaunaho uchirega kuita ukama nechakaipa; pakadaro, kana kusimudza musoro ungasimudze pasisina mhosva, wasimba uye usisatyi.
Explore Jobhu 11:13-15
3
Jobhu 11:16-17
Ungatombokanganwa nhamo, uchitodziyeuka semvura yakayerera. Upenyu hwako hunopenya kupinda masikati; rima rahwo, richiita samambakwedza.
Explore Jobhu 11:16-17