Jobhu 11:13-15
Jobhu 11:13-15 SCLB
“Dai kuri kuti unogadziridza hana yako ugosimudzira maoko ako kwaari, dai ukakanda pasi kure uipi hwaunaho uchirega kuita ukama nechakaipa; pakadaro, kana kusimudza musoro ungasimudze pasisina mhosva, wasimba uye usisatyi.





