1
1 Vatesaronika 5:16-18
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Farai nguva dzose. Namatai nguva dzose uye muna zvose rambai muchingotenda nokuti uku ndiko kuda kwaMwari muna Kristu Jesu.
Compare
Explore 1 Vatesaronika 5:16-18
2
1 Vatesaronika 5:23-24
Iye Mwari worugare pachake ngaakuitei vatsvene muna zvose zvamuri akuchengetei zvakanaka mutumbi wose unoti, mweya nemwoyo nomuviri zvisina chinoshoreka pazviri pakuuya kwaTenzi wedu Jesu Kristu. Iye anokudaidzai, akatendeka uye achazviita.
Explore 1 Vatesaronika 5:23-24
3
1 Vatesaronika 5:15
Onai kuti hapana anodzorera chakaipa nechakaipa, asi rambai muchingoedza kuitirana zvakanaka uye muitirewo vamwe vose zvakanaka.
Explore 1 Vatesaronika 5:15
4
1 Vatesaronika 5:11
Nezvo kurudziranai muchiumbana sezvamuri kungoita iye zvino.
Explore 1 Vatesaronika 5:11
5
1 Vatesaronika 5:14
Tinokukurudziraizve, hama, kuti rayirai nyope muchimutsa mwoyo yavakaneta. Batsirai vasina simba. Itai mwoyo murefu navo vose.
Explore 1 Vatesaronika 5:14
6
1 Vatesaronika 5:9
Mwari haana kutisikira kuti azotipa nhamo asi kuti tiwane ruponeso nokuna Tenzi wedu Jesu Kristu
Explore 1 Vatesaronika 5:9
7
1 Vatesaronika 5:5
Chikonzero chacho ndechokuti imi mose muri vana vechiedza uye muri vana vamasikati. Hatisi vanhu vousiku kana verima.
Explore 1 Vatesaronika 5:5
Home
Bible
Plans
Videos