1
Kubuda 22:22-23
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBD
Musatambudze chirikadzi kana nherera. Kana ukavatambudza vakachema kwandiri, chokwadi ndichanzwa kuchema kwavo.
Compare
Explore Kubuda 22:22-23
2
Kubuda 22:21
“Usaitire mutorwa zvakaipa kana kumubata nenzira isina kunaka nokuti imi maivawo vatorwa munyika yeIjipiti.
Explore Kubuda 22:21
3
Kubuda 22:18
“Usamborega zvako munhukadzi anenge ari muroyi ari mupenyu.
Explore Kubuda 22:18
4
Kubuda 22:25
“Kana ukakweretesa mari kune mumwe wavanhu vangu vaugere navo, anenge ari murombo usazoita zvinoitwa navanhu vane basa rokukweretesa mari, usaite chimbadzo.
Explore Kubuda 22:25