Kubuda 22:22-23
Kubuda 22:22-23 SCLBD
Musatambudze chirikadzi kana nherera. Kana ukavatambudza vakachema kwandiri, chokwadi ndichanzwa kuchema kwavo.