1
Nziyo 98:1
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Imbirai TENZI rumbo rutsva nokuti akaita zvinhu zvinoshamisa, simba rorudyi rwake nereruoko rwake rutsvene ndizvo zvakakupai kukunda.
Compare
Explore Nziyo 98:1
2
Nziyo 98:4
Pururudzirai TENZI nokufara pasi pose shaurai rumbo rworufaro muimbe muchirumbidza.
Explore Nziyo 98:4
3
Nziyo 98:9
Ngaaimbe pana TENZI nokuti ari kuuya kuzotonga nyika. Achatonga pasi pose noururami uye achatonga vanhu noruenzaniso.
Explore Nziyo 98:9