1
Nziyo 91:2
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
anogona kuti kuna TENZI, “Ndimi diziro rangu nhare.”
Compare
Explore Nziyo 91:2
2
Nziyo 91:1
Munhu anogara mudumba roWokumusorosoro, anogara mumumvuri waSamasimbaose
Explore Nziyo 91:1
3
Nziyo 91:15
Akadana kwandiri ndichamupindura; ndichava naye munhamo; ndichamununura ndichimuremekedza.
Explore Nziyo 91:15
4
Nziyo 91:11
Nokuti achapa vatumwa vake basa rokukuchengeta panzira dzako dzose.
Explore Nziyo 91:11
5
Nziyo 91:4
Achakufukidza neminhenga yake uchiwana pokuhwanda mumapapiro ake. Kutendeka kwake inhowo yakatenderedza.
Explore Nziyo 91:4
6
Nziyo 91:9-10
Nokuti unenge wati TENZI ndiye mudziviriri wangu waita musha wako muna Wokumusorosoro. Hapana chakaipa chinokuwira kana denda rinosvikawo pamusha pako.
Explore Nziyo 91:9-10
7
Nziyo 91:3
Nokuti achakununura kumunhu anokuteya zvakaipa uye kudenda rinoparadza.
Explore Nziyo 91:3
8
Nziyo 91:7
Kurutivi rwako kungawire zvako churu kurudyi kwako kugowira gumi rezviuru asi iwe hapana chinokusvika.
Explore Nziyo 91:7
9
Nziyo 91:5-6
Zvinotyisa zvousiku hauzozvitya kana museve unokandwa masikati. Kana mharadzi dzinofamba murima, nyange zvinoparadza masikati machena.
Explore Nziyo 91:5-6