1
Nziyo 90:12
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
saka tidzidziseiwo kuverenga mazuva edu kuti tingwarire.
Compare
Explore Nziyo 90:12
2
Nziyo 90:17
Nyasha dzatenzi Mwari wedu ngadzive patiri. Basa ramaoko edu muite kuti ribudirire. Hongu ngaribudirire basa ramaoko edu.
Explore Nziyo 90:17
3
Nziyo 90:14
Tiratidzeiwo mwoyochena wenyu mangwanani kuti tipembere kufara uye tifare mazuva edu ose.
Explore Nziyo 90:14
4
Nziyo 90:2
Makomo asati aberekwa musati masika nyika napasi pose. Muri Mwari narini narini, chingo nechingo.
Explore Nziyo 90:2
5
Nziyo 90:1
TENZI ndimi manga muri musha wedu pazvizvarwa zvose.
Explore Nziyo 90:1
6
Nziyo 90:4
Nokuti churu chamakore kwamuri chakangoita sazuro kana chapfuura kana sakanguvana kokugaririra usiku.
Explore Nziyo 90:4