1
Mateu 25:40
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
“Ishe achapindura, achiti, kwavari, ‘Zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, pamakazviitira mumwe wavaduku vehama dzangu idzi, makazviitireni.’
Compare
Explore Mateu 25:40
2
Mateu 25:21
Ishe wake akati kwaari, ‘Zvakanaka, muranda wakanaka, wakatendeka; wakanga wakatendeka pazvinhu zvishoma, ndichakuisa pamusoro pezvinhu zvizhinji; pinda mumufaro washe wako.’
Explore Mateu 25:21
3
Mateu 25:29
Nokuti mumwe nomumwe unazvo, achapiwa, ave nezvizhinji; asi asina, achatorerwa nezvaanazvo.
Explore Mateu 25:29
4
Mateu 25:13
“Naizvozvo rindai, nokuti hamuzivi zuva kana nguva.
Explore Mateu 25:13
5
Mateu 25:35
Nokuti ndakanga ndine nzara, mukandipa chokudya; ndakanga ndine nyota, mukandipa chokunwa; ndakanga ndiri mweni, mukandigamuchira
Explore Mateu 25:35
6
Mateu 25:23
Ishe wake akati kwaari, ‘Zvakanaka, muranda akanaka, akatendeka; wakanga wakatendeka pazvinhu zvishoma, ndichakuisa pamusoro pezvinhu zvizhinji; pinda mumufaro washe wako.’
Explore Mateu 25:23
7
Mateu 25:36
ndakanga ndisina nguo, mukandipfekedza; ndakanga ndichirwara, mukandifambira; ndakanga ndiri mujeri, mukauya kwandiri.’
Explore Mateu 25:36
Home
Bible
Plans
Videos