1
Isaya 4:5
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Zvino Jehovha achasvika pamusoro peimba imwe neimwe pagomo reZioni, napamusoro peungano dzaro, gore noutsi masikati, nokupenya kwomoto unopfuta usiku; nokuti pachava nechitaviridzo pamusoro pokubwinya kwose.
Compare
Explore Isaya 4:5
2
Isaya 4:2
Nezuva iro bukira raJehovha richanaka nokubwinya, uye zvibereko zvenyika zvichava zvakaisvonaka nezvinorumbidzwa kuna vakapukunyuka vaIsiraeri.
Explore Isaya 4:2