1
Mabasa 23:11
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Usiku hwakatevera, Ishe akamira naye, akati, “Tsunga mwoyo, sezvawakandipupurira kwazvo paJerusaremu, unofanira kupupura paRomawo.”
Compare
Explore Mabasa 23:11