Mabasa 23:11
Mabasa 23:11 SNA2002
Usiku hwakatevera, Ishe akamira naye, akati, “Tsunga mwoyo, sezvawakandipupurira kwazvo paJerusaremu, unofanira kupupura paRomawo.”