1
2 Makoronike 15:7
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Asi ivai nesimba, maoko enyu ngaarege kushaiwa simba; nokuti basa renyu richapiwa mubayiro.
Compare
Explore 2 Makoronike 15:7
2
2 Makoronike 15:2
akabuda kundosangana naAsa, akati kwaari, “Nditeererei imi, Asa navaJudha navaBhenjamini mose; Jehovha anemi, kana imi munaye; kana mukamutsvaka achawanikwa nemi; asi kana mukamurasha, iye achakurashawo.”
Explore 2 Makoronike 15:2