2 Makoronike 15:2
2 Makoronike 15:2 SNA2002
akabuda kundosangana naAsa, akati kwaari, “Nditeererei imi, Asa navaJudha navaBhenjamini mose; Jehovha anemi, kana imi munaye; kana mukamutsvaka achawanikwa nemi; asi kana mukamurasha, iye achakurashawo.”