1
Mapisarema 10:17-18
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Jehova, makanzwa ɀinoɗikanwa naʋanyoro; Mucasimbisa mŋoyo yaʋo, mucarerekera nzeʋe yenyu; Kuti mutoŋgere nherera nounotambudzwa, Kuti munhu wapanyika arege kuramba acivundusa.
Compare
Explore Mapisarema 10:17-18
2
Mapisarema 10:14
Maɀiʋona henyu; nokuti munoʋona kutambudzika nokucema, kuti muɀiɓate muruʋoko rwenyu; Usinomuɓatsiri unoɀiisa kwamuri; Makaʋa muɓatsiri wenherera.
Explore Mapisarema 10:14
3
Mapisarema 10:1
Munomirireiko kure, Jehova? Munoɀiʋanzireiko paŋguʋa dzokutambudzika?
Explore Mapisarema 10:1
4
Mapisarema 10:12
Simukai Jehova; Mŋari simudzai ruʋoko rwenyu; Regai kukaŋganwa ʋarombo.
Explore Mapisarema 10:12