Mapisarema 10:17-18
Mapisarema 10:17-18 SUB1949
Jehova, makanzwa ɀinoɗikanwa naʋanyoro; Mucasimbisa mŋoyo yaʋo, mucarerekera nzeʋe yenyu; Kuti mutoŋgere nherera nounotambudzwa, Kuti munhu wapanyika arege kuramba acivundusa.