Mateu 2:1-2
Mateu 2:1-2 SUB
Jesu akati aberekwa muBhetirehemu reJudhiya, pamazuva amambo Herodhi, tarira, vachenjeri vakasvika Jerusaremu vachibva mabvazuva, vakati, “Aripiko Mambo wavaJudha akazvarwa? Nokuti takaona nyenyedzi yake kumabvazuva, tauya kuzomupfugamira.”





