Mateu 17:17-18
Mateu 17:17-18 SUB
Jesu akapindura, akati, “Haiwa! Rudzi rusingatendi, rwakatsauka, ndichagara nemi kusvikira rinhiko? Ndichakuitirai mwoyo murefu kusvikira rinhiko? Uyai naye pano kwandiri.” Zvino Jesu akamuraira, mweya wakaipa ukabuda kwaari, mukomana akapora kubva panguva iyo.

