Mateu 15:25-27
Mateu 15:25-27 SUB
Zvino akauya, akamupfugamira, akati, “Ishe, dondibatsirai henyu.” Akapindura, akati, “Hazvina kunaka kutora chingwa chavana, ndokuchikandira mbwanana.” Akati, “Hongu, Ishe, kunyangwe nembwananawo dzinodya zvimedu zvinodonha patafura ravatenzi vadzo.”

