Ruka 4:18-19

Ruka 4:18-19 SUB

“Mweya waIshe uri pamusoro pangu, Nokuti akandizodza, kuti ndiparidzire varombo Vhangeri; Akandituma kuti ndizivise vakatapwa kusunungurwa kwavo; Namapofu kuti vaonezve; Ndiregedze vakatsikirirwa; Nokuzivisa gore raIshe rakanaka.”

อ่าน Ruka 4

แผนการอ่าน และบทใคร่ครวญประจำวัน ตามหัวข้อ Ruka 4:18-19 ฟรี