Hagai 1:5-6
Hagai 1:5-6 SUB
Zvino zvanzi naJehovha wehondo, “Cherechedzai zvamakaita. Makakusha zvizhinji, asi makacheka zvishoma; munodya, asi hamuguti; munonwa, asi hamugungwi; munofuka, asi hakuna unodziyirwa; unobatira mubairo unobatira kuti azvichengete muhombodo yakabvooka.”



