1
Numeri 20:12
Shona BIBLE
SUB
Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi naAroni, “Zvamusina kutenda kwandiri, kunditsaura pamberi pavana VaIsiraeri, hamungapinzi ungano iyi munyika yandakaipa.”
เปรียบเทียบ
สำรวจ Numeri 20:12
2
Numeri 20:8
“Tora tsvimbo, uunganidze ungano, iwe naAroni mukuru wako, mutaure nedombo pamberi pavo, kuti ribudise mvura padombo, unwise ungano nezvipfuwo zvavo.”
สำรวจ Numeri 20:8
3
Numeri 20:11
Ipapo Mosesi akasimudza ruoko rwake, akarova dombo kaviri netsvimbo yake, mvura ikabuda zhinji–zhinji, ungano ikanwa, nezvipfuwo zvavo.
สำรวจ Numeri 20:11
4
Numeri 20:10
Mosesi naAroni vakaunganidza ungano pamberi pedombo, akati kwavari, “Zvino, chinzwai, imi vokumukira Jehovha, ko tingakubudisirai mvura padombo iri here?”
สำรวจ Numeri 20:10