1
Mateu 8:26
Shona BIBLE
SUB
Akati kwavari, “Munotyireiko, imi vokutenda kushoma?” Zvino akamuka, akaraira dutu negungwa; kudzikama kukuru kukavapo.
เปรียบเทียบ
สำรวจ Mateu 8:26
2
Mateu 8:8
Mukuru wezana akapindura, akati, “Ishe, handina kufanirwa kuti mupinde mumba mangu; asi taurai henyu shoko rimwechete, muranda wangu achapora.
สำรวจ Mateu 8:8
3
Mateu 8:10
Jesu, akati achinzwa izvozvo, akashamiswa, akati kuna vakanga vachitevera, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, “Handina kumboona kutenda kwakadai, kunyangwe napakati paVaIsiraeri.
สำรวจ Mateu 8:10
4
Mateu 8:13
Zvino Jesu akati kumukuru wezana, “Enda uitirwe sokutenda kwako.” Muranda wake akapora nenguva iyo.
สำรวจ Mateu 8:13
5
Mateu 8:27
Vanhu vakashamiswa, vakati, “Uyu munhu kunyi, zvaanotererwa nedutu negungwa?”
สำรวจ Mateu 8:27