1
Mateu 22:37-39
Shona BIBLE
SUB
Akati kwaari, “Ida Ishe, Mwari wako, nomwoyo wako wose, nomweya wako wose, nokufunga kwako kwose. Ndiwo murairo mukuru nowokutanga. Wechipiri unofanana nawo, ndiwoyu, ‘Ida wokwako, sezvaunozvida iwe.’
เปรียบเทียบ
สำรวจ Mateu 22:37-39
2
Mateu 22:40
Murairo wose navaporofita zvakabatanidzwa pamirairo iyi miviri.”
สำรวจ Mateu 22:40
3
Mateu 22:14
“Nokuti vazhinji vakadanwa, asi vakasanangurwa vashoma.”
สำรวจ Mateu 22:14
4
Mateu 22:30
Nokuti pakumuka kwavakafa havawani, kana kuwaniswa; asi vakaita savatumwa kudenga.
สำรวจ Mateu 22:30
5
Mateu 22:19-21
Ndiratidzei mari yomutero.” Vakauya kwaari nedhinari. Zvino akati kwavari, “Mufananidzo uyu norunyoro urwu ndezvaani?” Vakati kwaari, “ZvaKesari.” Akati kwavari, “Naizvozvo, ipai Kesari zvaKesari, naMwari zvaMwari.”
สำรวจ Mateu 22:19-21