1
Mateu 16:24
Shona BIBLE
SUB
Zvino Jesu akati kuvadzidzi vake, “Kana munhu achida kuuya shure kwangu, ngaazvirambe, atakure muchinjikwa wake, anditevere.
เปรียบเทียบ
สำรวจ Mateu 16:24
2
Mateu 16:18
Neni ndinoti kwauri, ndiwe Petirosi, pamusoro poruware urwu ndichavaka Chechi yangu, masuwo eHadhesi haangaikundi.
สำรวจ Mateu 16:18
3
Mateu 16:19
Ndichakupa kiyi dzoushe hwedenga; chinhu chipi nechipi chauchasunga panyika, chichasungwa kudenga, nechinhu chipi nechipi chauchasunungura panyika, chichasunungurwa kudenga.”
สำรวจ Mateu 16:19
4
Mateu 16:25
Nokuti ani naani anoda kuponesa upenyu hwake, acharasikirwa nahwo; asi ani naani anorasikirwa noupenyu hwake nokuda kwangu, achahuwana.
สำรวจ Mateu 16:25
5
Mateu 16:26
Nokuti munhu achabatsirwa neiko kana awana nyika yose, akarasikirwa noupenyu hwake? Kana munhu acharipeiko kuti adzikinure upenyu hwake?
สำรวจ Mateu 16:26
6
Mateu 16:15-16
Akati kwavari, “Ko imi munoti ndini ani?” Ipapo Simoni Petirosi akapindura, akati, “Ndimi Kristu, Mwanakomana waMwari mupenyu.”
สำรวจ Mateu 16:15-16
7
Mateu 16:17
Jesu akapindura, akati kwaari, “Wakaropafadzwa iwe, Simoni Bhari–Jona, nokuti nyama neropa hazvina kukuzivisa izvozvo, asi Baba vangu vari kudenga.
สำรวจ Mateu 16:17