1
Jona 2:2
Shona BIBLE
SUB
Akati, “Ndakadana kuna Jehovha ndiri munhamo yangu, Akandipindura; Ndakadana ndiri mudumbu reSheori, Imi mukanzwa izwi rangu.
เปรียบเทียบ
สำรวจ Jona 2:2
2
Jona 2:7
Mweya wangu wakati uchiziya mukati mangu, ndikarangarira Jehovha; Munyengetero wangu ukapinda kwamuri muTemberi yenyu tsvene.
สำรวจ Jona 2:7