1
Habhakuku 1:5
Shona BIBLE
SUB
“Tarirai pakati pamarudzi, muone, mushamiswe kwazvo–kwazvo; nokuti ndinobate basa pamazuva enyu, ramucharamba kutenda kunyangwe muchizviudzwa.
เปรียบเทียบ
สำรวจ Habhakuku 1:5
2
Habhakuku 1:2
“Aiwa, Jehovha, ndichadana kusvikira rinhiko, imi musinganzwi? Ndinodana kwamuri pamusoro pokuitirwa simba, asi hamundiponesi.
สำรวจ Habhakuku 1:2
3
Habhakuku 1:3
Munondiratidzireiko zvakaipa, munotarireiko zvisakarurama? Nokuti kuparadza nokuitira vamwe simba zviri pamberi pangu; rukave ruripo, uye kukakavara kunomuka.
สำรวจ Habhakuku 1:3
4
Habhakuku 1:4
Saka murairo haune simba, uye kururamisira vamwe hakuchaonekwi; nokuti vakashata vanokomba vakarurama; saka kururamisira vamwe kunongoonekwa kwakaminama.
สำรวจ Habhakuku 1:4