โลโก้ YouVersion
พระคัมภีร์แผนการอ่านวิดีโอ
ดาวน์โหลดแอป
ตัวเลือกภาษา
ไอคอนค้นหา

ข้อพระคัมภีร์ยอดนิยมจาก Ekisodho 34

1

Ekisodho 34:6-7

Shona BIBLE

SUB

Jehovha akapfuura pamberi pake, akadanidzira, achiti, “Jehovha, Jehovha, Mwari azere nyasha nengoni, anononoka kutsamwa, ane tsitsi huru nezvokwadi, anochengetera vane zviuru zvamazana nyasha dzake, anovakanganwira zvakaipa zvavo nokudarika kwavo nezvivi zvavo, asi asingapembedzi munhu ane mhosva, anorova vana nokuda kwezvakaipa zvamadzibaba avo, navana vavana vavo kusvikira kurudzi rwechitatu norwechina.”

เปรียบเทียบ

สำรวจ Ekisodho 34:6-7

2

Ekisodho 34:14

Shona BIBLE

SUB

nokuti usapfugamira vamwe vamwari, nokuti Jehovha, ane zita rinonzi Ane godo, ndiMwari ane godo

เปรียบเทียบ

สำรวจ Ekisodho 34:14

3

Ekisodho 34:10

Shona BIBLE

SUB

Jehovha akati, “Tarira, ndinoita sungano newe; ndichaita pamberi pavanhu vako zvinoshamisa, zvisina kumboitwa panyika yose, kana kundudzi dzose; kuti vanhu vose vauri pakati pavo vaone basa raJehovha, nokuti ndinoita chinhu chinotyisa newe.

เปรียบเทียบ

สำรวจ Ekisodho 34:10

แผนการอ่าน และบทใคร่ครวญประจำวัน ตามหัวข้อ Ekisodho 34 ฟรี

บทที่ผ่านมา
บทต่อไป
YouVersion

สนับสนุน และท้าทายคุณ ที่จะแสวงหาความใกล้ชิดกับพระเจ้าในทุกๆวัน

พันธกิจ

เกี่ยวกับ

อาชีพ

อาสาสมัคร

บล็อก

ข่าวสาร

ลิงก์ที่มีประโยชน์

ช่วยเหลือ

ถวายเพื่อสนับสนุน

พระคัมภีร์ฉบับ

พระคัมภีร์ฉบับเสียง

ภาษาของพระคัมภีร์

ข้อพระคัมภีร์ประจำวัน


พันธกิจดิจิทัล ของ

Life.Church
ภาษาไทย (ประเทศไทย)

©2026 Life.Church / YouVersion

นโยบายความเป็นส่วนตัวข้อตกลง
โปรแกรมการเปิดเผยช่องโหว่
Facebookทวีตเตอร์อินสตาแกรมYouTubePinterest