1
Ekisodho 22:22-23
Shona BIBLE
SUB
Usatambudza chirikadzi kana nherera. Kana ukatongovatambudza, vakadana kwandiri, ndichateerera kudana kwavo
เปรียบเทียบ
สำรวจ Ekisodho 22:22-23
2
Ekisodho 22:21
Usaitira mutorwa zvakaipa, kana kumumanikidza, nokuti nemiwo maiva vatorwa munyika yeIjipiti.
สำรวจ Ekisodho 22:21
3
Ekisodho 22:18
Usarega muroyi ari mupenyu.
สำรวจ Ekisodho 22:18
4
Ekisodho 22:25
Kana ukapa mumwe wavanhu vangu vaunavo chikwereti chemari, ari murombo, usaita kwaari somupi wechikwereti; usareva mhindu kwaari.
สำรวจ Ekisodho 22:25