1
Kubuda 1:17
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBD
Vananyamukuta ivava vaiva vanhu vaitya Mwari. Havana kuita zvavakanga vaudzwa namambo weIjipiti, asi vakarega vana vakomana vari vapenyu.
Linganisha
Chunguza Kubuda 1:17
2
Kubuda 1:12
VaIsiraeri pavaioneswa ndondo kudaro, ndipo pavakatonyanya kuwanda nokutekeshera nenyika yose iyoyo. Pamusana paizvozvi vaIjipiti vakatya vaIsiraeri zvikuru
Chunguza Kubuda 1:12
3
Kubuda 1:21
Pamusana pokuti vananyamukuta ivava vaitya Mwari, Mwari akavapa mhuri.
Chunguza Kubuda 1:21
4
Kubuda 1:8
Kwakazomuka mambo mutsva aitonga muIjipiti akanga asingazivi nezvaJosefi.
Chunguza Kubuda 1:8
Nyumbani
Biblia
Mipango
Video