YouVersionロゴ
聖書読書プランビデオ
アプリを入手
言語選択
検索アイコン

Genesi 27の有名な聖句

1

Genesi 27:28-29

Shona BIBLE

SUB

Mwari ngaakupe dova rokudenga, mafuta enyika, nezviyo newaini zvakawanda. Vanhu ngavakushumire, marudzi ose ngaakupfugamire; uve ishe wehama dzako, vanakomana vamai vako ngavakupfugamire; vose vanokutuka ngavatukwe, vose vanokuropafadza ngavaropafadzwe.”

比較

Genesi 27:28-29で検索

2

Genesi 27:36

Shona BIBLE

SUB

Iye akati, “Haana kutumidzwa zita rakamufanira here, rokuti Jakobho? Nokuti zvino wandinyengedzera kaviri; wambonditorera udangwe hwangu, zvino tarira, wanditorera kuropafadzwa kwangu.” Akati, “Hamuna kundichengeterawo kuropafadzwa here?”

比較

Genesi 27:36で検索

3

Genesi 27:39-40

Shona BIBLE

SUB

Ipapo Isaka baba vake, akapindura akati kwaari, “Tarira, ugaro hwako uchava kure namafuta enyika, kure nedova rokudenga rinobva kumusoro; uchararama nomunondo wako, uchashumira munun'una wako; uchati kana wozvimutsa iwe, uchavhuna joko rake ribve pamutsipa wako.”

比較

Genesi 27:39-40で検索

4

Genesi 27:38

Shona BIBLE

SUB

Esau akati kuna baba vake, “Munongova nokuropafadza kumwe kwoga here, baba vangu? Ndiropafadzei, neniwo, baba vangu!” Esau akachema nokuchema kukuru.

比較

Genesi 27:38で検索

無料の読書プランとGenesi 27に関係したデボーション

前章
次章
YouVersion

日々、神との親しい交わりを求めるために、あなたを励まし、勇気を与えます。

ミニストリー

概要

キャリア

ボランティア

ブログ

プレス

便利なリンク集

ヘルプ

寄付

聖書の訳

オーディオ聖書

聖書の言語

今日の聖句


デジタルミニストリー

Life.Church
日本語

©2026 Life.Church / YouVersion

プライバシー規約利用規約
脆弱性の開示
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest