YouVersionロゴ
聖書読書プランビデオ
アプリを入手
言語選択
検索アイコン

Genesi 28の有名な聖句

1

Genesi 28:15

Shona BIBLE

SUB

Tarira, ndinewe, ndichakuchengeta kwose kwaunoenda, nokukudzosera kunyika ino; nokuti handingakusiyi kusvikira ndaita izvozvo zvandakakuudza.”

比較

Genesi 28:15で検索

2

Genesi 28:13

Shona BIBLE

SUB

Akaona Jehovha amire naye, akati, “Ndini Jehovha, Mwari waAbhurahamu baba vako, naMwari waIsaka; nyika yauvete pamusoro payo ndichakupa iyoyo, iwe navana vako

比較

Genesi 28:13で検索

3

Genesi 28:16

Shona BIBLE

SUB

Ipapo Jakobho akapepuka pahope dzake, akati, “Zvirokwazvo Jehovha ari panzvimbo ino, asi ini handina kuzviziva.”

比較

Genesi 28:16で検索

4

Genesi 28:20-22

Shona BIBLE

SUB

Ipapo Jakobho akapika mhiko achiti, “Kana Mwari akava neni, akandichengeta panzira yandinoenda, akandipa zvokudya, ndidye, nezvokufuka, ndifuke; ndikadzokerazve norugare kuimba yababa vangu, Jehovha achava Mwari wangu; neiri ibwe, randakamisa rikava shongwe, richava imba yaMwari; nezvinhu zvose zvamuchandipa, zvirokwazvo ndichakupai chegumi chazvo.”

比較

Genesi 28:20-22で検索

5

Genesi 28:14

Shona BIBLE

SUB

vana vako vachaita seguruva renyika; uchapararira kumavirazuva, nokumabvazuva, nokumusoro, nenyasi; ndudzi dzose dzenyika dzicharopafadzwa mauri nomuvana vako.

比較

Genesi 28:14で検索

6

Genesi 28:19

Shona BIBLE

SUB

akatumidza nzvimbo iyoyo zita rinonzi Bhetieri, asi zita reguta pakutanga rainzi Ruzi.

比較

Genesi 28:19で検索

前章
次章
YouVersion

日々、神との親しい交わりを求めるために、あなたを励まし、勇気を与えます。

ミニストリー

概要

キャリア

ボランティア

ブログ

プレス

便利なリンク集

ヘルプ

寄付

聖書の訳

オーディオ聖書

聖書の言語

今日の聖句


デジタルミニストリー

Life.Church
日本語

©2026 Life.Church / YouVersion

プライバシー規約利用規約
脆弱性の開示
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest