1
Genesi 26:3
Shona BIBLE
SUB
gara hako munyika ino uri mutorwa; ini ndichava newe, ndichakuropafadza; nokuti ndichakupa iwe, navana vako, nyika idzi dzose; ndichasimbisa mhiko yandakapikira Abhurahamu, baba vako
比較
Genesi 26:3で検索
2
Genesi 26:4-5
ndichawanza vana vako senyenyedzi dzedenga; ndudzi dzose dzenyika dzicharopafadzwa muvana vako; nokuti Abhurahamu wakateerera izwi rangu, akachengeta zvandakamuraira, nemirairo yangu, nemitemo yangu, nemirau yangu.”
Genesi 26:4-5で検索
3
Genesi 26:22
Akabvapo, akandocherazve rimwe tsime; iroro havana kuzoitirana nharo pamusoro paro; akaritumidza zita rinonzi Rehobhoti; akati, “Nokuti zvino Jehovha akandiitira nzvimbo huru, kuti tiwande munyika ino.”
Genesi 26:22で検索
4
Genesi 26:2
Jehovha akazviratidzazve kwaari akati, “Usaburukira Ijipiti, gara munyika yandakakuudza
Genesi 26:2で検索
5
Genesi 26:25
Akavakapo atari, akanamata zita raJehovha, akadzika tende rake ipapo; varanda vaIsaka vakacherapo tsime.
Genesi 26:25で検索