Mateo 24:24
Mateo 24:24 KBT
Ndava ana Khirisitu vomabhwodo novaporofiti vomabhwodo vachamuka vachinangidza zviratidzo zvikuru nozvishamiso, kuti kana zvichikwanisika vatsambutse kana novadosaruhwavo.