Mateo 11:4-5
Mateo 11:4-5 KBT
Jesu adovapindura achiti, “Endai konyepa Johwani zvamuri kunzva nozvamuri kuona, zvokuti marombe yari kuona, vadotonhora nhengo vari kutekaira, vanomabobo vari kunatsiwa, nomaburunzeve yari kunzva, vadopfa vari kumutsiwa, novarombo vari kuparidzihwa nyaya idonaka.