VaRoma 7:21-22
VaRoma 7:21-22 SUB
Naizvozvo ndinowana murairo uyu kuti kana ndichida kuita zvakanaka, zvakaipa zviripo kwandiri. Nokuti ndinofarira murairo waMwari nomunhu womukati;