Bible App logo
Search Icon

Zvakazarurwa 8:12

Zvakazarurwa 8:12 SUB

Zvino mutumwa wechina akaridza, chetatu chezuva chikarohwa, nechetatu chomwedzi, nechetatu chenyenyedzi, kuti chetatu chazvo chisvibiswe, uye kuti chetatu chamasikati chirege kuvhenekera, nousiku saizvozvo.

Free Reading Plans and Devotionals related to Zvakazarurwa 8:12