Bible App logo
Search Icon

Zvakazarurwa 8:10-11

Zvakazarurwa 8:10-11 SUB

Zvino mutumwa wechitatu akaridza, nyenyedzi huru, yakapfuta sezhenje, ikawa kudenga, ikawira pamusoro pechetatu chenzizi napamatsime emvura; zita renyenyedzi rakanga richinzi, “Chinovava;” ipapo chetatu chemvura chikavaviswa, vanhu vazhinji vakafa nemvura, nokuti yakanga yavaviswa.

Free Reading Plans and Devotionals related to Zvakazarurwa 8:10-11