Zvakazarurwa 6:9
Zvakazarurwa 6:9 SUB
Akati azarura chisimbiso chechishanu, ndikaona panyasi peatari mweya yavanhu vakanga vaurayiwa nokuda kweshoko raMwari, nokupupura kwavo kwavakapupura;