Zvakazarurwa 6:10-11
Zvakazarurwa 6:10-11 SUB
vakadana nezwi guru vachiti, “Tenzi mutsvene wechokwadi, mucharega kutonga vanogara panyika nokutsiva ropa redu kusvikira rinhiko?” Ipapo mumwe nomumwe wavo akapiwa nguo chena; vakaudzwa kuti vambozorora chinguva chiduku, kusvikira vamwe varanda pamwechete navo nehama dzavo, dzaifanira kuurayiwa saivo, varinganiswa vose.





