Zvakazarurwa 21:2
Zvakazarurwa 21:2 SUB
Ndikaona guta dzvene, Jerusaremu idzva, richiburuka kudenga richibva kuna Mwari, rakagadzirwa somwenga akashongerwa murume wake.