Zvakazarurwa 19:15
Zvakazarurwa 19:15 SUB
Mumuromo make makabuda munondo unopinza, kuti arove marudzi nawo; achaafudza netsvimbo yedare; anotsika chisviniro chehasha dzokutsamwa kwaMwari waMasimbaose.