Zvakazarurwa 16:14
Zvakazarurwa 16:14 SUB
nokuti ndiyo mweya yakaipa inoita zviratidzo; inoenda kumadzimambo enyika yose, kuvakokera kukurwa pazuva iro guru raMwari waMasimbaose.