Bible App logo
Search Icon

Zvakazarurwa 14:7

Zvakazarurwa 14:7 SUB

Akati nezwi guru, “Ityai Mwari, mumurumbidze; nokuti nguva yake yokutonga yasvika; namatai iye, akasika denga, nenyika, negungwa, namatsime emvura.”

Free Reading Plans and Devotionals related to Zvakazarurwa 14:7