Bible App logo
Search Icon

Zvakazarurwa 13:10

Zvakazarurwa 13:10 SUB

Kana munhu achitapa, achatapwa; kana munhu achiuraya nomunondo anofanira kuurayiwa nomunondo. Ndipo panokutsungirira nokutenda kwavatsvene.

Free Reading Plans and Devotionals related to Zvakazarurwa 13:10