Kuungudza KwaJeremiya 1:1
Kuungudza KwaJeremiya 1:1 SUB
Haiwa, guta, rakanga rizere navanhu, rinogara sei riri roga! Iro, rakanga riri guru pakati pamarudzi, rava sechirikadzi! Iro, rakanga riri vamwoyo pakati penyika, rovigira mutero.