Jeremiya 7:22-23
Jeremiya 7:22-23 SUB
Nokuti handina kutaura namadzibaba enyu, kana kuvaraira panguva yandakavabudisa panyika yeIjipiti pamusoro pezvipiriso zvinopiswa kana zvibairo; asi ndakavaraira chinhu ichi, ndichiti, ‘Teererai izwi rangu, ndigova Mwari wenyu, nemi muchava vanhu vangu; mufambe nenzira yose yandichakurairai, mugova nomufaro.’





