Bible App logo
Search Icon

Jeremiya 28:15-16

Jeremiya 28:15-16 SUB

Ipapo muporofita Jeremiya wakati kumuporofita Hanania, “Chinzwa zvino, Hanania, Jehovha haana kukutuma, asi iwe unotendisa vanhu ava nhema. Naizvozvo zvanzi naJehovha, ‘Tarira, ndichakudzinga pasi pose; uchafa nhaka, nokuti wakataura zvinomukira Jehovha.’ ”

Video for Jeremiya 28:15-16