Jeremiya 22:15-16
Jeremiya 22:15-16 SUB
“Ko ungabata ushe, zvaunotsvaka kupfuura vamwe nemisidhari here? Ko baba vako havana kudya nokunwa, vachiita zvakarurama nezvakatendeka here?” Ipapo vakagara nomufaro. Vaitamba mhaka dzavarombo navanoshaiwa; ipapo vaiva nomufaro. “Ko izvozvi hakuzi kundiziva here? Ndizvo zvinotaura Jehovha.





