Jeremiya 18:9-10
Jeremiya 18:9-10 SUB
Uye nenguva yandichataura pamusoro porudzi rwavanhu, napamusoro poushe, kuti ndicharuvaka nokurusima; kana vakaita zvinhu zvakaipa pamberi pangu, vakasaterera izwi rangu, ipapo ndichazvidemba pamusoro pezvakanaka zvandakanga ndichiti ndichavaitira.’





